Nox ‘s Ini Ndada Lyrics

34

Mumwe wangu, chido chemoyo Ruva rangu mudiwa wangu Sahwira wangu, shamwari yangu Zvese zvangu ndapererwa inini Ndoita Seiko seiko Mwana uyu ndinomuda Seiko seiko Ndashaya kana neremuromo Seiko seiko Mwana uyu ndinomuda Seiko seiko Baby ini ndada hmm Kuva newe, kusvika zvanaka Baby child child child ini ndada Kuva wako, nariini nariini

Zuva rangu, rungwanani Mwedzi wangu mambakwedza Nyeredzi yangu, ngirozi yangu Zvese zvangu, ndapererwa ini Ndoita seiko, (seiko seiko) Seiko seiko seiko  (seiko seiko) Ndashaya kana neremuromo (seiko seiko) Mwana iwe ndinokuda (seiko seiko) Seiko seiko seiko seiko Baby ini ndada hmm Kuva newe, kusvika zvanaka Baby ini ndada Kuva wako, nariini nariini Baby child child child ini ndada Kuva newe, kusvika zvanaka Baby ini ndada Kuva wako, nariini nariini (Seiko Seiko) mudiwa wangu ndati Seiko (Seiko Seiko) kunyangwe urikure mudiwa (Seiko Seiko) child wangu ndati Seiko (Seiko Seiko) kunyangwe urikure child Ini ndada, kuva newe Kusvika zvanaka Baby ini ndada Kuva wako nariini nariini Baby child child child Ini ndada kuva newe Kuva wako Kusvika zvanaka Baby ini ndada Kuva wako nariini nariini


Nox ‘s Ini Ndada Lyrics.For More Article Visit Anxiousfrogs

Comments are closed.